Pisarema 15:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Haiwa Jehovha, ndiani angava muenzi mutende renyu? Ndiani angagara mugomo renyu dzvene?+ 2 Uya ari kufamba asina mhosva,*+Achiita zvakarurama+Uye achitaura chokwadi mumwoyo make.+
15 Haiwa Jehovha, ndiani angava muenzi mutende renyu? Ndiani angagara mugomo renyu dzvene?+ 2 Uya ari kufamba asina mhosva,*+Achiita zvakarurama+Uye achitaura chokwadi mumwoyo make.+