Rwiyo rwaSoromoni 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Ngaanditsvode nekutsvoda kwemuromo wake,Nekuti kuratidza kwaunoita rudo rwako kunopfuura waini.+ Rwiyo rwaSoromoni 4:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kuratidza kwako rudo kwakazonaka,+ hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Kuratidza kwako rudo kunopfuura waini,+Uye kunhuhwirira kwemafuta ako kunopfuura chero chii zvacho chinonhuhwirira!+
10 Kuratidza kwako rudo kwakazonaka,+ hanzvadzi yangu, mwenga wangu! Kuratidza kwako rudo kunopfuura waini,+Uye kunhuhwirira kwemafuta ako kunopfuura chero chii zvacho chinonhuhwirira!+