Dheuteronomi 7:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Hakusi kuti Jehovha akakudai akakusarudzai nekuti makanga makawanda kupfuura mamwe marudzi ese,+ nekuti ndimi maitova vashomanana pamarudzi ese.+
7 “Hakusi kuti Jehovha akakudai akakusarudzai nekuti makanga makawanda kupfuura mamwe marudzi ese,+ nekuti ndimi maitova vashomanana pamarudzi ese.+