Dheuteronomi 28:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 Uchatsvangadzira masikati machena, sekutsvangadzira kunoita bofu murima,+ uye hauzobudiriri pane zvese zvaunoita; uye uchagara uchibiridzirwa uye uchibirwa, pasina munhu anokubatsira.+ Dheuteronomi 28:52 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Vachakukomba, vokuvharira mumaguta* ako ese ari munyika yako kusvikira masvingo ako marefu uye akasimba aunenge uchivimba nawo akoromoka. Vachakukomba uri mukati memaguta ako ese ari munyika yako yese yawakapiwa naJehovha Mwari wako.+
29 Uchatsvangadzira masikati machena, sekutsvangadzira kunoita bofu murima,+ uye hauzobudiriri pane zvese zvaunoita; uye uchagara uchibiridzirwa uye uchibirwa, pasina munhu anokubatsira.+
52 Vachakukomba, vokuvharira mumaguta* ako ese ari munyika yako kusvikira masvingo ako marefu uye akasimba aunenge uchivimba nawo akoromoka. Vachakukomba uri mukati memaguta ako ese ari munyika yako yese yawakapiwa naJehovha Mwari wako.+