-
Isaya 66:3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Munhu ari kuuraya mukono wemombe akaita seuya ari kuuraya munhu.+
Ari kubayira gwai akaita seuya ari kutyora mutsipa wembwa.+
Ari kupa chipo akaita seuya ari kupa ropa renguruve!+
Ari kupa mupiro wechiyeuchidzo wezvinonhuhwirira zvichena+ akaita seuya ari kukomborera nemashoko evaya vanoita zvemashiripiti.*+
Vakasarudza nzira dzavo vega,
Uye vanofarira* zvinhu zvinosemesa.
-