RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Musayeuka zvivi zvandakaita ndichiri mudiki uye kudarika kwangu.

      Ndiyeukei maererano nerudo rwenyu rusingachinji,+

      Nekuda kwekunaka kwenyu, haiwa Jehovha.+

  • Pisarema 79:8, 9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Musaita kuti tizvidavirire pazvivi zvemadzitateguru edu.+

      Kurumidzai kutinzwirawo tsitsi,+

      Nekuti taderedzwa zvikuru.

       9 Tibatsirei, haiwa Mwari weruponeso rwedu,+

      Nekuda kwezita renyu rinokudzwa;

      Tinunurei uye kanganwirai* zvivi zvedu nekuda kwezita renyu.+

  • Ezekieri 20:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Zvisinei, ndakazviitira kuti zita rangu rirege kuzvidzwa nemarudzi avaigara nawo.+ Nekuti ndakaita kuti vandizive pamberi pemarudzi acho pandakavabudisa munyika yeIjipiti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe