-
1 Samueri 5:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Varume vekuAshdhodhi pavakaona zvakanga zvichiitika, vakati: “Musaita kuti Areka yaMwari waIsraeri irambe iinesu, nekuti ruoko rwake rwatitambudza isu namwari wedu Dhagoni.”
-