Dheuteronomi 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kutya,+ uye ndiye waunofanira kushumira,+ uye unofanira kupika nezita rake.+ VaRoma 14:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti zvakanyorwa kuti: “‘Neupenyu hwangu,’+ anodaro Jehovha,* ‘mabvi ese achandipfugamira, uye rurimi rwese ruchabvuma Mwari pachena.’”+
13 Jehovha Mwari wako ndiye waunofanira kutya,+ uye ndiye waunofanira kushumira,+ uye unofanira kupika nezita rake.+
11 Nekuti zvakanyorwa kuti: “‘Neupenyu hwangu,’+ anodaro Jehovha,* ‘mabvi ese achandipfugamira, uye rurimi rwese ruchabvuma Mwari pachena.’”+