Isaya 61:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Vana* vavo vachazivikanwa pakati pemarudzi+Uye vazukuru vavo pakati pevanhu. Vese vanovaona vachavaziva,Kuti ndivo vana* vakakomborerwa naJehovha.”+
9 Vana* vavo vachazivikanwa pakati pemarudzi+Uye vazukuru vavo pakati pevanhu. Vese vanovaona vachavaziva,Kuti ndivo vana* vakakomborerwa naJehovha.”+