-
1 Madzimambo 21:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Jezebheri paakangonzwa kuti Nabhoti akanga atemwa nematombo akafa, akati kuna Ahabhi: “Simukai mutore munda wemizambiringa waNabhoti muJezreeri,+ waakaramba kukutengeserai nemari, nekuti Nabhoti haasisiri mupenyu. Afa.” 16 Ahabhi paakangonzwa kuti Nabhoti akanga afa, akasimuka kuti aende kumunda wemizambiringa waNabhoti muJezreeri kuti anoutora.
-