Isaya 29:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti Jehovha aita kuti mubatwe nehope huru;+Avhara maziso enyu, imi vaprofita,+Uye afukidza misoro yenyu, imi vaoni.+
10 Nekuti Jehovha aita kuti mubatwe nehope huru;+Avhara maziso enyu, imi vaprofita,+Uye afukidza misoro yenyu, imi vaoni.+