Jeremiya 50:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Tizai muBhabhironi,Budai munyika yevaKadheya,+Uye itai sezvipfuwo zviri kufamba zviri pamberi pezvimwe zvipfuwo. Zvakazarurwa 18:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri vanhu vangu,+ kana musingadi kubatanidzwawo muzvivi zvaro, uye kana musingadi kuwirwa nemamwe matambudziko aro.+
8 “Tizai muBhabhironi,Budai munyika yevaKadheya,+Uye itai sezvipfuwo zviri kufamba zviri pamberi pezvimwe zvipfuwo.
4 Ndakanzwa rimwe inzwi richibva kudenga richiti: “Budai mariri vanhu vangu,+ kana musingadi kubatanidzwawo muzvivi zvaro, uye kana musingadi kuwirwa nemamwe matambudziko aro.+