-
Dheuteronomi 28:63Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
63 “Uye kufarira kwaiita Jehovha kuti mubudirire uye muwande, ndiko kufarira kuchaita Jehovha kuti akuparadzei uye akupedzei; uye muchabviswa panyika yamuri kuenda kunotora.
-