Isaya 60:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+ Isaya 60:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Chokwadi uchanwa mukaka wemarudzi,+Uchayamwa zamu remadzimambo;+Uye chokwadi uchaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako,Uye Ane Simba waJakobho ndiye Mudzikinuri wako.+
10 Vanhu vekune imwe nyika vachavaka masvingo ako,Uye madzimambo avo achakushumira,+Nekuti ndakakurova ndakatsamwa,Asi nenyasha dzangu* ndichakunzwira tsitsi.+
16 Chokwadi uchanwa mukaka wemarudzi,+Uchayamwa zamu remadzimambo;+Uye chokwadi uchaziva kuti ini Jehovha, ndini Muponesi wako,Uye Ane Simba waJakobho ndiye Mudzikinuri wako.+