Isaya 51:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Muka! Muka! Simuka, haiwa iwe Jerusarema,+Iwe wakanwa kapu yekutsamwa kwaJehovha kubva muruoko rwake. Wakanwa zvaiva mumudziyo wekunwira;Wakadurura zvaiva mukapu inodzedzeresa.+
17 Muka! Muka! Simuka, haiwa iwe Jerusarema,+Iwe wakanwa kapu yekutsamwa kwaJehovha kubva muruoko rwake. Wakanwa zvaiva mumudziyo wekunwira;Wakadurura zvaiva mukapu inodzedzeresa.+