Pisarema 137:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Nekuti ikoko vakanga vakatitapa vakatikumbira kuti tivaimbire rwiyo,+Vaya vaitiseka vaida kuti tivafadze vachiti: “Tiimbirei rumwe rwenziyo dzekuZiyoni.” Jeremiya 50:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Vanhu veIsraeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakavaparadzira.+ Vakatanga kuparadzwa namambo weAsiriya;+ kukazouya Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi uyo akan’en’ena mapfupa avo.+
3 Nekuti ikoko vakanga vakatitapa vakatikumbira kuti tivaimbire rwiyo,+Vaya vaitiseka vaida kuti tivafadze vachiti: “Tiimbirei rumwe rwenziyo dzekuZiyoni.”
17 “Vanhu veIsraeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakavaparadzira.+ Vakatanga kuparadzwa namambo weAsiriya;+ kukazouya Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi uyo akan’en’ena mapfupa avo.+