Ezekieri 20:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 Muchabva maziva kuti ndini Jehovha pandichakuitirai zvakanaka ndichifunga nezvezita rangu,+ kwete nzira dzenyu dzakaipa kana mabasa enyu akaora, imi imba yaIsraeri,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”
44 Muchabva maziva kuti ndini Jehovha pandichakuitirai zvakanaka ndichifunga nezvezita rangu,+ kwete nzira dzenyu dzakaipa kana mabasa enyu akaora, imi imba yaIsraeri,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”