Jeremiya 50:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Vanhu veIsraeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakavaparadzira.+ Vakatanga kuparadzwa namambo weAsiriya;+ kukazouya Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi uyo akan’en’ena mapfupa avo.+
17 “Vanhu veIsraeri makwai akapararira.+ Shumba ndidzo dzakavaparadzira.+ Vakatanga kuparadzwa namambo weAsiriya;+ kukazouya Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi uyo akan’en’ena mapfupa avo.+