Mariro 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Anochema zvinonzwisa tsitsi usiku,+ uye azere nemisodzi pamatama. Pavadiwa vake vese hapana kana ari kumunyaradza.+ Shamwari dzake dzese dzamurasisa;+ dzava vavengi vake. Mariro 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ziyoni ratambanudza maoko aro;+ harina anorinyaradza. Jehovha apa murayiro kumhandu dzese dzaJakobho dzakamupoteredza kuti dzimurwise.+ Kwadziri, Jerusarema rava chinhu chinosemesa.+
2 Anochema zvinonzwisa tsitsi usiku,+ uye azere nemisodzi pamatama. Pavadiwa vake vese hapana kana ari kumunyaradza.+ Shamwari dzake dzese dzamurasisa;+ dzava vavengi vake.
17 Ziyoni ratambanudza maoko aro;+ harina anorinyaradza. Jehovha apa murayiro kumhandu dzese dzaJakobho dzakamupoteredza kuti dzimurwise.+ Kwadziri, Jerusarema rava chinhu chinosemesa.+