Jeremiya 6:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Nekuti kubvira kumudiki kusvika kumukuru, mumwe nemumwe ari kuwana pfuma nekubiridzira;+Kubvira kumuprofita kusvika kumupristi, mumwe nemumwe ari kubiridzira.+ Jeremiya 8:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Saka ndichapa madzimai avo kune vamwe varume,Minda yavo kune vamwe vanhu;+Nekuti kubvira kumudiki kusvika kumukuru, mumwe nemumwe ari kuwana pfuma nekubiridzira;+Kubvira kumuprofita kusvika kumupristi, mumwe nemumwe ari kubiridzira.+
13 “Nekuti kubvira kumudiki kusvika kumukuru, mumwe nemumwe ari kuwana pfuma nekubiridzira;+Kubvira kumuprofita kusvika kumupristi, mumwe nemumwe ari kubiridzira.+
10 Saka ndichapa madzimai avo kune vamwe varume,Minda yavo kune vamwe vanhu;+Nekuti kubvira kumudiki kusvika kumukuru, mumwe nemumwe ari kuwana pfuma nekubiridzira;+Kubvira kumuprofita kusvika kumupristi, mumwe nemumwe ari kubiridzira.+