Revhitiko 16:29 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 29 “Uchava murau kwamuri uchagara uripo: Mumwedzi wechinomwe pazuva rechigumi remwedzi wacho, munofanira kuzvirwadzisa,* uye hapana munhu anofanira kuita chero basa,+ angava wemunyika yenyu kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu.
29 “Uchava murau kwamuri uchagara uripo: Mumwedzi wechinomwe pazuva rechigumi remwedzi wacho, munofanira kuzvirwadzisa,* uye hapana munhu anofanira kuita chero basa,+ angava wemunyika yenyu kana kuti mutorwa ari kugara pakati penyu.