RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 34:15, 16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 Uye munguva ichangopfuura,* imi makatendeuka mukaita zvakarurama pamberi pangu kuburikidza nekuzivisa kusunungurwa kuhama dzenyu, uye makaita sungano pamberi pangu muimba ine zita rangu. 16 Asi makabva machinja, mukasvibisa zita rangu+ pamakadzosa varandarume nevarandakadzi venyu, vamakanga masunungura zvichienderana nezvavaida,* uye makavamanikidza kudzokera muuranda.’

  • Mika 3:2-4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Asi munovenga zvakanaka+ muchida zvakaipa;+

      Munobvisa vanhu vangu ganda ravo nenyama yavo pamapfupa avo.+

       3 Munodyawo nyama yevanhu vangu+

      Uye munobvisa ganda ravo,

      Munotyora mapfupa avo muchiapwanya-pwanya+

      Sezvinhu zviri kubikwa muhari uye senyama iri muhari yekubikira.

       4 Panguva iyoyo vachashevedzera kuna Jehovha kuti avabatsire,

      Asi haazovapinduri.

      Achavavanzira chiso chake panguva iyoyo+

      Nemhaka yemabasa avo akaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe