Isaya 5:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti imba yaIsraeri ndiyo munda wemizambiringa waJehovha wemauto;+Varume veJudha ndivo munda wemiti waaida chaizvo. Akaramba achitarisira kuti patongwe zvakarurama,+Asi paitongwa zvisina kururama;Achitarisira kururama,Asi paiva nekuchema nemhaka yekutambudzika.”+ Isaya 59:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Chokwadi chanyangarika,*+Uye chero munhu anosiya zvakaipa anopambwa. Jehovha akazviona uye haana kufara nazvo,*Nekuti pakanga pasingaitwi zvakarurama.+ Jeremiya 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Tendererai mumigwagwa yeJerusarema. Tarisai kwese kwese mucherechedze. Tsvagai mumisika yaroKuti muone kana mungawana munhu anoita zvakarurama,+Anotsvaga kuva munhu akatendeka,Uye ini ndichabva ndarikanganwira. Amosi 6:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Mabhiza anomhanya paruware here,Kana kuti munhu angaparima nemombe here? Nekuti makachinja kutonga kwakarurama mukaita kuti kuve muti une muchetura,Uye muchero wekururama kuti uve kamuti kanovava.+ Habhakuki 1:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Zvino mutemo hausisina simba,Uye hapachatomboitwi zvakarurama. Vanhu vakaipa vakomba vanhu vakarurama;Saka nyaya hadzichatongwi zvakarurama.+
7 Nekuti imba yaIsraeri ndiyo munda wemizambiringa waJehovha wemauto;+Varume veJudha ndivo munda wemiti waaida chaizvo. Akaramba achitarisira kuti patongwe zvakarurama,+Asi paitongwa zvisina kururama;Achitarisira kururama,Asi paiva nekuchema nemhaka yekutambudzika.”+
15 Chokwadi chanyangarika,*+Uye chero munhu anosiya zvakaipa anopambwa. Jehovha akazviona uye haana kufara nazvo,*Nekuti pakanga pasingaitwi zvakarurama.+
5 Tendererai mumigwagwa yeJerusarema. Tarisai kwese kwese mucherechedze. Tsvagai mumisika yaroKuti muone kana mungawana munhu anoita zvakarurama,+Anotsvaga kuva munhu akatendeka,Uye ini ndichabva ndarikanganwira.
12 Mabhiza anomhanya paruware here,Kana kuti munhu angaparima nemombe here? Nekuti makachinja kutonga kwakarurama mukaita kuti kuve muti une muchetura,Uye muchero wekururama kuti uve kamuti kanovava.+
4 Zvino mutemo hausisina simba,Uye hapachatomboitwi zvakarurama. Vanhu vakaipa vakomba vanhu vakarurama;Saka nyaya hadzichatongwi zvakarurama.+