Pisarema 36:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Kwamuri ndiko kunobva upenyu;*+Chiedza chenyu chinoita kuti tione chiedza.+ Isaya 60:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+ Zvakazarurwa 21:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Guta racho haridi chiedza chezuva kana mwedzi, nekuti raivhenekerwa nekubwinya kwaMwari,+ uye Gwayana ndiro raiva rambi raro.+ Zvakazarurwa 22:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Uyewo, usiku hunenge husisipo,+ uye havazodi chiedza cherambi kana chezuva, nekuti Jehovha* Mwari achavavhenekera,+ uye vachatonga semadzimambo nariini nariini.+
60 “Simuka, haiwa iwe mukadzi,+ vheneka, nekuti chiedza chako chauya. Kubwinya kwaJehovha kuri kupenya pauri.+
23 Guta racho haridi chiedza chezuva kana mwedzi, nekuti raivhenekerwa nekubwinya kwaMwari,+ uye Gwayana ndiro raiva rambi raro.+
5 Uyewo, usiku hunenge husisipo,+ uye havazodi chiedza cherambi kana chezuva, nekuti Jehovha* Mwari achavavhenekera,+ uye vachatonga semadzimambo nariini nariini.+