2 Madzimambo 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ Hosiya 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akavazve nepamuviri, akabereka mwanasikana. Uye Mwari akati kuna Hosiya: “Mutumidze kuti Ro-ruhama,* nekuti handizonzwirizve vanhu veimba yaIsraeri tsitsi,+ nekuti ndichatovadzinga.+
6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
6 Akavazve nepamuviri, akabereka mwanasikana. Uye Mwari akati kuna Hosiya: “Mutumidze kuti Ro-ruhama,* nekuti handizonzwirizve vanhu veimba yaIsraeri tsitsi,+ nekuti ndichatovadzinga.+