RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 19:24, 25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Jehovha akabva anayisa sarufa nemoto paSodhomu neGomora; zvaibva kudenga+ kuna Jehovha. 25 Saka akaparadza maguta aya, ruwa rwacho rwese, kusanganisira vagari vese vemumaguta acho nezvese zvakanga zvakamera.+

  • Dheuteronomi 29:22, 23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 “Chizvarwa chinotevera chevanakomana venyu nemutorwa anobva kunyika iri kure pavachaona matambudziko enyika yacho, nhamo dzinenge dzaunzwa naJehovha pairi, 23 sarufa nemunyu nekupisa, zvekuti nyika yacho yese haizodyarwi kana kumera zvinenge zvadyarwa, uyewo hapana zvinozomera musango, sekuparadzwa kwakaitwa Sodhomu neGomora,+ Adma neZebhoimu,+ zvakaparadzwa naJehovha akatsamwa uye aine hasha,

  • VaRoma 9:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Uye sekutaura kwakagara kwaita Isaya kuti: “Kudai Jehovha* wemauto asina kutipa vana,* tingadai takaita seSodhomu, uye tingadai takafanana neGomora.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe