Dheuteronomi 9:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Yeuka uye usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabva munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, manga muchingopandukira Jehovha.+
7 “Yeuka uye usakanganwa kutsamwisa kwawakaita Jehovha Mwari wako murenje.+ Kubvira pazuva ramakabva munyika yeIjipiti kusvikira masvika kunzvimbo ino, manga muchingopandukira Jehovha.+