RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 1:29
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 29 Nekuti vaya vaida miti mikuru yamaida vachanyara,+

      Uye muchashaya pekupinda nemhaka yeminda* yamakasarudza.+

  • Isaya 66:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 “Vaya vanozvitsvenesa uye vanozvichenesa kuti vapinde muminda*+ vachitevera uya ari pakati, vaya vari kudya nyama yenguruve+ nezvinhu zvinosemesa, nembeva,+ vachapera vese pamwe chete,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe