Revhitiko 11:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uyewo nguruve,+ nekuti ine mahwanda akaparadzana, akavhurika pakati, asi haidzeyi. Haina kuchena kwamuri. 8 Hamufaniri kutombodya chero nyama yazvo kana kuzvibata zvafa. Hazvina kuchena kwamuri.+ Isaya 66:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 “Vaya vanozvitsvenesa uye vanozvichenesa kuti vapinde muminda*+ vachitevera uya ari pakati, vaya vari kudya nyama yenguruve+ nezvinhu zvinosemesa, nembeva,+ vachapera vese pamwe chete,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.
7 Uyewo nguruve,+ nekuti ine mahwanda akaparadzana, akavhurika pakati, asi haidzeyi. Haina kuchena kwamuri. 8 Hamufaniri kutombodya chero nyama yazvo kana kuzvibata zvafa. Hazvina kuchena kwamuri.+
17 “Vaya vanozvitsvenesa uye vanozvichenesa kuti vapinde muminda*+ vachitevera uya ari pakati, vaya vari kudya nyama yenguruve+ nezvinhu zvinosemesa, nembeva,+ vachapera vese pamwe chete,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.