RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 37:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Havazonyadziswi panguva yedambudziko;

      Panguva yenzara, vachange vaine zvekudya zvakawanda.

  • Pisarema 37:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Ndaimbova mudiki asi iye zvino ndakwegura.

      Handina kumboona munhu akarurama achisiyiwa,+

      Kana vana vake vachitsvaga zvekudya.*+

  • Amosi 8:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 ‘Inzwai! Mazuva achasvika,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha,

      ‘Andichaunza nzara panyika,

      Kwete nzara yezvekudya kana nyota yekushaya mvura,

      Asi yekunzwa mashoko aJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe