Mateu 5:34, 35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Asi ini ndinoti kwamuri: Musatombopika,+ kana nedenga, nekuti iro chigaro cheumambo chaMwari; 35 kana nenyika, nekuti iyo chitsiko chetsoka dzake;+ kana neJerusarema, nekuti iguta raMambo mukuru.+
34 Asi ini ndinoti kwamuri: Musatombopika,+ kana nedenga, nekuti iro chigaro cheumambo chaMwari; 35 kana nenyika, nekuti iyo chitsiko chetsoka dzake;+ kana neJerusarema, nekuti iguta raMambo mukuru.+