-
Mabasa 7:48-50Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
48 Kunyange zvakadaro, Wekumusorosoro haagari mudzimba dzakavakwa nemaoko,+ sezvakataurwa nemuprofita kuti: 49 ‘Denga ndiro chigaro changu cheumambo,+ uye nyika ndiyo chitsiko chetsoka dzangu.+ Mungandivakira imba yakaita sei? anodaro Jehovha.* Kana kuti nzvimbo yangu yekuzororera iri kupi? 50 Harusi ruoko rwangu here rwakagadzira zvinhu zvese izvi?’+
-