2 Madzimambo 17:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ Hosiya 10:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Izvi ndizvo zvichaitwa kwauri iwe Bheteri,+ nemhaka yezvakaipa zvako zvakanyanyisa. Chokwadi mambo weIsraeri achaparadzwa mambakwedza.”+
6 Mugore rechi9 raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya.+ Akabva atapa vaIsraeri+ akavaendesa kuAsiriya, akavagarisa muHeira nemuHabhori kurwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
15 Izvi ndizvo zvichaitwa kwauri iwe Bheteri,+ nemhaka yezvakaipa zvako zvakanyanyisa. Chokwadi mambo weIsraeri achaparadzwa mambakwedza.”+