Joshua 7:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Joshua akabva atuma varume kubva kuJeriko kuti vaende kuAi,+ iri pedyo neBheti-avheni, kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora* nyika.” Saka varume vacho vakaenda, vakasora Ai.
2 Joshua akabva atuma varume kubva kuJeriko kuti vaende kuAi,+ iri pedyo neBheti-avheni, kumabvazuva kweBheteri,+ akati kwavari: “Endai munosora* nyika.” Saka varume vacho vakaenda, vakasora Ai.