Hosiya 2:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Zuva iroro ndichaita sungano nemhuka dzesango ndichiitira vanhu vangu,+Uye neshiri dzedenga nezvinhu zvinokambaira panyika;+Ndichabvisa uta nemapakatwa nehondo munyika yacho,+Uye ndichaita kuti vagare vasina chekutya.+
18 Zuva iroro ndichaita sungano nemhuka dzesango ndichiitira vanhu vangu,+Uye neshiri dzedenga nezvinhu zvinokambaira panyika;+Ndichabvisa uta nemapakatwa nehondo munyika yacho,+Uye ndichaita kuti vagare vasina chekutya.+