-
Isaya 35:9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Hapana shumba ichava imomo,
Uye hapana zvikara zvinotyisa zvichapinda mairi.
-
-
Isaya 60:18Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Uye uchashevedza masvingo ako kuti Ruponeso,+ nemagedhi ako kuti Kurumbidza.
-