RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 51:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Simudzirai masvingo eBhabhironi chiratidzo.*+

      Wedzerai kurinda, isai varindi.

      Itai kuti vaya vakahwandira vagadzirire.

      Nekuti Jehovha ndiye afunga zano racho,

      Uye achaitira vagari vemuBhabhironi zvaakataura.”+

  • Jeremiya 51:27, 28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 27 “Simudzai chiratidzo* munyika yacho.+

      Ridzai hwamanda pakati pemarudzi.

      Gadzai* marudzi kuti arirwise.

      Rishevedzerei umambo hweArarati,+ Mini neAshkenazi.+

      Rayirai mukuru anopinza vanhu basa kuti arirwise.

      Itai kuti mabhiza auye sezvinoita mhashu dzine tumvere.

      28 Gadzai* marudzi kuti arirwise,

      Madzimambo eMedhiya,+ magavhuna ayo nevatevedzeri vevatongi vayo,

      Nenharaunda dzese dzavanotonga.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe