-
Mateu 6:7Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
7 Paunenge uchinyengetera, usadzokorora-dzokorora zvinhu zvimwe chetezvo, sezvinoita vanhu vemamwe marudzi, nekuti vanofunga kuti vachanzwikwa nekuda kwekutaura kwavo mashoko akawanda.
-