Pisarema 33:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi mitongo yaJehovha ichamira* nekusingagumi;+Pfungwa dzemwoyo wake dzicharamba dziripo kwezvizvarwa nezvizvarwa. Zvirevo 19:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Zvirongwa zviri mumwoyo memunhu zvizhinji,Asi zano raJehovha ndiro richabudirira.*+ Zvirevo 21:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Hapana uchenjeri, kana ungwaru, kana zano zvingarwisana naJehovha.+ Isaya 46:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndiri kushevedza shiri yekumabvazuva inodya nyama,+Murume achaita zvandakasarudza* kubva kunyika iri kure.+ Ndakazvitaura, uye ndichazviunza. Ndine chinangwa chekuzviita, uye ndichazviita.+
11 Asi mitongo yaJehovha ichamira* nekusingagumi;+Pfungwa dzemwoyo wake dzicharamba dziripo kwezvizvarwa nezvizvarwa.
11 Ndiri kushevedza shiri yekumabvazuva inodya nyama,+Murume achaita zvandakasarudza* kubva kunyika iri kure.+ Ndakazvitaura, uye ndichazviunza. Ndine chinangwa chekuzviita, uye ndichazviita.+