RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 20:5, 6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Jehoshafati akabva asimuka pakati peungano yeJudha neJerusarema muimba yaJehovha, pamberi pechivanze chitsva, 6 akati:

      “Haiwa Jehovha Mwari wemadzitateguru edu, hamusi Mwari kudenga here;+ hamusi imi mune simba paumambo hwese hwemarudzi here?+ Muruoko rwenyu mune simba neukuru, uye hapana angamirisana nemi.+

  • Isaya 43:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Uyewo, ndinongoramba ndiri iye mumwe chete;+

      Uye hapana anogona kubvuta chinhu muruoko rwangu.+

      Pandinoita chimwe chinhu, ndiani angachitadzisa kuitika?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe