2 Madzimambo 16:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Ahazi akazoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi; uye mwanakomana wake Hezekiya*+ akava mambo panzvimbo yake. 2 Makoronike 28:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Ahazi akabva azoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye vakamuviga muguta, imo muJerusarema, nekuti havana kumuisa munzvimbo yemakuva emadzimambo eIsraeri.+ Uye mwanakomana wake Hezekiya akava mambo panzvimbo yake.
20 Ahazi akazoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa pamwe chete nemadzitateguru ake muGuta raDhavhidhi; uye mwanakomana wake Hezekiya*+ akava mambo panzvimbo yake.
27 Ahazi akabva azoradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, uye vakamuviga muguta, imo muJerusarema, nekuti havana kumuisa munzvimbo yemakuva emadzimambo eIsraeri.+ Uye mwanakomana wake Hezekiya akava mambo panzvimbo yake.