Mika 6:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Mwari akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi, iwe munhu. Jehovha anoda kuti uitei?* Chaanongoda ndechekuti uite zvakarurama,+ ukoshese kuvimbika,*+Uye kuti uve nemwero+ pakufamba naMwari wako!+
8 Mwari akakuudza kuti zvakanaka ndezvipi, iwe munhu. Jehovha anoda kuti uitei?* Chaanongoda ndechekuti uite zvakarurama,+ ukoshese kuvimbika,*+Uye kuti uve nemwero+ pakufamba naMwari wako!+