Dheuteronomi 28:30 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 30 Uchavimbisa mukadzi kuti umuroore, asi mumwe murume achamubata chibharo. Uchavaka imba, asi hauzoigari.+ Uchadyara munda wemizambiringa, asi hauzotangi kuushandisa.+ Hosiya 8:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Vari kudyara mhepo,Saka vachakohwa dutu.+ Hapana dzinde rinobereka zviyo zvakasvika.+Chero chinenge chamera hachiiti kuti pave nefurawa. Kana ikavapo, ichadyiwa nevatorwa.+
30 Uchavimbisa mukadzi kuti umuroore, asi mumwe murume achamubata chibharo. Uchavaka imba, asi hauzoigari.+ Uchadyara munda wemizambiringa, asi hauzotangi kuushandisa.+
7 Vari kudyara mhepo,Saka vachakohwa dutu.+ Hapana dzinde rinobereka zviyo zvakasvika.+Chero chinenge chamera hachiiti kuti pave nefurawa. Kana ikavapo, ichadyiwa nevatorwa.+