Isaya 23:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Mutongo pamusoro peTire:+ Ridzai mhere imi ngarava dzeTashishi!+ Nekuti chiteshi chengarava chaparadzwa; hachichapindiki. Vazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+ Ezekieri 26:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichakusiya wava ruware runopenya uye uchava nzvimbo yekunanikira mambure ekukukudzisa.+ Hauzombovakwizve, nekuti ini Jehovha ndazvitaura,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha. Ezekieri 26:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Uye vachakuimbira rwiyo rwekukuchema,+ voti kwauri: “Chokwadi waparara,+ iwe waimbogarwa nevanhu vekumakungwa, iwe guta rairumbidzwa;Iwe nevanhu vako maiva nesimba mugungwa,+Muchityisa vagari vese vepanyika!
23 Mutongo pamusoro peTire:+ Ridzai mhere imi ngarava dzeTashishi!+ Nekuti chiteshi chengarava chaparadzwa; hachichapindiki. Vazviratidzwa vari kunyika yeKitimu.+
14 Ndichakusiya wava ruware runopenya uye uchava nzvimbo yekunanikira mambure ekukukudzisa.+ Hauzombovakwizve, nekuti ini Jehovha ndazvitaura,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.
17 Uye vachakuimbira rwiyo rwekukuchema,+ voti kwauri: “Chokwadi waparara,+ iwe waimbogarwa nevanhu vekumakungwa, iwe guta rairumbidzwa;Iwe nevanhu vako maiva nesimba mugungwa,+Muchityisa vagari vese vepanyika!