Pisarema 37:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Tarisira kuna Jehovha wotevera nzira yake,Uye iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika. Vakaipa pavanoparadzwa,+ iwe uchazviona.+ Pisarema 146:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Anofara munhu ana Mwari waJakobho semubatsiri wake,+Anoisa tariro muna Jehovha Mwari wake,+
34 Tarisira kuna Jehovha wotevera nzira yake,Uye iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika. Vakaipa pavanoparadzwa,+ iwe uchazviona.+