5 Zvanzi naJehovha:
“Munhu anovimba nemumwewo munhu ngaatukwe,+
Anovimba nesimba revanhu,+
Uye ane mwoyo unotsauka pana Jehovha.
6 Achaita semuti uri wega mugwenga.
Haazooni zvakanaka pazvinouya,
Asi achagara munzvimbo dzakaoma murenje,
Munyika ine munyu isingagariki.