Isaya 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+
1 Zvakaonekwa naIsaya*+ mwanakomana waAmozi pamusoro peJudha neJerusarema mumazuva aUziya,+ Jotamu,+ Ahazi,+ naHezekiya,+ madzimambo eJudha:+