Mateu 23:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 “Jerusarema, Jerusarema, mhondi inouraya vaprofita uye inotema nematombo vaya vakatumwa kwairi!+ Ndaida sei kuunganidza vana vako, sekuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo! Asi iwe wakanga usingadi.+ Mabasa 7:51 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+
37 “Jerusarema, Jerusarema, mhondi inouraya vaprofita uye inotema nematombo vaya vakatumwa kwairi!+ Ndaida sei kuunganidza vana vako, sekuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo! Asi iwe wakanga usingadi.+
51 “Imi vanhu vakaoma musoro vane mwoyo nenzeve zvisina kuchecheudzwa, munogara muchipikisana nemweya mutsvene; munoita sezvaingoitwa nemadzitateguru enyu.+