Hosiya 14:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Efremu achati, ‘Ndichadirei zvidhori?’+ Ndichamupindura uye ndichamuchengeta.+ Ndichaita semujunipa wakasvibirira. Muchawana michero pandiri.” Zekariya 13:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.
8 Efremu achati, ‘Ndichadirei zvidhori?’+ Ndichamupindura uye ndichamuchengeta.+ Ndichaita semujunipa wakasvibirira. Muchawana michero pandiri.”
2 “Zuva iroro,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha wemauto, “ndichadzima mazita ezvidhori munyika yacho+ uye hapana anozozvirangarira; ndichabvisawo vaprofita+ pamwe chete nemweya wetsvina munyika yacho.