6 Vagari vese vemuIjipiti vachabva vaziva kuti ndini Jehovha,
Nekuti kutsigira kwavo imba yaIsraeri hakupfuuri kutsigira kunoita shanga.+
7 Pavakakubata ruoko, wakapwanyika,
Uye wakatyora pfudzi ravo.
Pavakakuzembera, wakatyoka,
Ukaita kuti makumbo avo adedere.”+